Numeri 13:5-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

5. kubva kurudzi rwaSimeoni, Shafati mwanakomana waHori;

6. kubva kurudzi rwaJudha, Karebhu mwanakomana waJefune;

7. kubva kurudzi rwaIsakari, Igari mwanakomana waJosefa;

8. kubva kurudzi rwaEfuremu, Hoshea mwanakomana waNuni;

9. kubva kurudzi rwaBhenjamini, Pareti mwanakomana waRafu;

Numeri 13