Numeri 13:5-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

5. kubva kurudzi rwaSimeoni, Shafati mwanakomana waHori;

6. kubva kurudzi rwaJudha, Karebhu mwanakomana waJefune;

7. kubva kurudzi rwaIsakari, Igari mwanakomana waJosefa;

8. kubva kurudzi rwaEfuremu, Hoshea mwanakomana waNuni;

9. kubva kurudzi rwaBhenjamini, Pareti mwanakomana waRafu;

10. kubva kurudzi rwaZebhuruni, Gadhieri mwanakomana waSodhi;

11. kubva kurudzi rwaManase (rudzi rwaJosefa), Gadhi mwanakomana waSusi;

Numeri 13