Numeri 13:3-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

3. Saka, sokurayira kwaJehovha, Mozisi akavatuma vachibva nokurenje reParani. Vose vakanga vari vatungamiri vavaIsraeri.

4. Haano mazita avo: kubva kurudzi rwaRubheni, Shamua mwanakomana waZakuri;

5. kubva kurudzi rwaSimeoni, Shafati mwanakomana waHori;

6. kubva kurudzi rwaJudha, Karebhu mwanakomana waJefune;

7. kubva kurudzi rwaIsakari, Igari mwanakomana waJosefa;

8. kubva kurudzi rwaEfuremu, Hoshea mwanakomana waNuni;

Numeri 13